NNrTDOQSybB by KtBVJPwWpbwXwtVtg
Summary: We'd like to invite you for an interview maxalt rpd pn Mwari tirangarireiwo munyika yokwedu, tiregerereiwo tinobvuma takatadza isu, nemadzibaba edu pamwe nevatungamiri vedu, tikanganwireiwo nokuita huipi nehuwori munyika ino yeZimbabwe. Dai Mwari matinzwa kuchema kwedu mabvisa vatungamiri vasine hanya nehupenyu hwevanhu, mutimutsirewo vatungamiri vane nduramo vanofadza mwoyo wenyu imi Mwari muridzi wevanhu. Imi Mwari munoziva mwoyo yevanhu munoona zviri pamwoyo nokuziva zviri kumagumo nyangwe kubva pakutanga. Tinotenda kuti munonzwa kuchema kwedu Mwari. Amen muzita raJesu
Categories:
Characters: None
Categories:
Characters: None